Artist: Jah Prayzah
Lyrics of Artist: Jah Prayzah
  1. [Lyric] Bvumbamirai (Jah Prayzah)

    Pamunovhika, painovhuruvhuta Mweya yakaipa, mweya yandinotya Pamunovhika, painovhuruvhuta (honde) Mweya yakaipa (ahh honde), mweya yandinotya (honde) Painodzoka, ichamirira kwadoka (honde) Mweya yakaipa (ahh honde), mweya yandinotya Painodzoka, ichamirira kwadoka Mweya yakaipa (ahh honde), mweya yandinotya Huyai mupukute masodzi angu...Learn More
    popJah Prayzah
  2. [Lyric] Murder (Jah Prayzah)

    Wagwizi Haa, Mukoma ndichiri mukati kuremand Mhosva yangu ndakakanda chigirinedhi Ndakaona pamba pangu posvika bhirigedhiya Zvikanzi akanda chingoma ichi ko ndiani Ndasungirwa murder, attempted murder Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda Ndasungurwa murder, attempted murder Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda Goat une maguts, une...Learn More
    popJah Prayzah
  3. [Lyric] Nyeredzi (Jah Prayzah)

    Hooona nguwo dzaakashonga Nyemwerero inobaya Moyo wozorora Uchamuooona pose paanonsvika Anoti makadii nemutsa Moyo wozorora Uchamuoooona, akasenga chirongo Moyo wozorora (raaaa) Uyo akasunga chuma Ndongoti ane ndoro chena Usimuke pakati pevamwe ndikusarudze Uyo akasunga chuma Ndongoti ane ndoro chena Chorus Nyeredzi vaima ndikuone Vekwedu...Learn More
    popJah Prayzah