Damien Marcus… Let’s try this at home
Hook One
I’m here for my title ndokutipai for starters
Ndrikutaura zvakanaka saka musada kutanga fracus
Ano sizer zita rangu na Mwari ndomuita wastak
Ndakaspakwa bho na Garvey ndobva ndatanga kuzviti Marcus

Verse

Ndavinga title yangu chete that’s wussup for starters
Doctorate pa mic, ndakapfuura kudhara Masters
Prophet kana pastor ndomutipa futi righteous
Kuti four things involved air, water, earth, and fire
Most of these rappers akuda kusimwa ‘coz ma suckers
Vanouya vachiwanza dzungu vachiti vakangwara
Bvepfepfe rechipwere vaka-vakazara naro
But zvepwere handizvigone ‘coz inini handiswere nadzo
An icon in the making kuna MJ I’m an uncle
Bata muzukuru wangu ndoku knocker out ne knuckle
Handiite zvema trends handitombo kete zviri mu fashion
Asi ndokuudza zviri kumhunga nekuti ndoo kwandrikubva nako
Born corrupt at five I used to smoke mashizha emu paw paw
Ndisati ndakutomboketa zvese zviya zvana dhobho
Dai ndakaziva inokusiya waamabhonzo
Bronco, mutoriro, kunamira pa book regonzo
Where I’m from they talk a lot about zvikwambo nezvipoko
They talk about mamhepo and ma church ariko hobho
Mamwe acho anotobvumidza vakadzi kana hobho
Ane beef ne colcom mupostan’a haadye poko
Pa mic ndiri mboko ndokuputitsa kunga Boko-
Haram, gara wagara dhaza ndisati ndakupa kopo
Kukupfekedza masaga sanka wakatanda botso
Baba vako vaifanha kukutipa kuti mai havaudzwe pfocho
Njere dzemupengo legend kunga Biggie Tembo
King Makoni Tonde but mazuvano kuna Enzo
Nemumwe akunzi Gonzi, na Muridzo, na Mable
Vamwe vacho vakazopera vachida kukopa skiri re candle
Vamwe vacho vakazorambidzwa kubata kana cable
Ye mic vakati sorry but hapana akati hebo
Usatombozviyedze, I doubt it if you able
Sonny waita nyana oh shereni tenga pengle
Ukuda kuba tambo dzemagetsi that’s a risky gamble
Usatamba nenyoka, nyoka inokukobora ankle
Yosiya ya spitter vernom gumbo rese roita purple
Bed ridden muzvi baige uchidya mango nema apple
Hook Two
So I’m here for my title ndokutipa for starters
Ndrikutaura zvakanaka saka usada kutanga fracus
Ukasaiza zita rangu na Mwari ndokuita wastak

Usa saize zita rangu wangu that’s what’s up for starters

Uka saiza zita rangu na Mwari ndokuita wastak

( Damien Marcus Gwini )
www.ChordsAZ.com