Song: Musazvituma
Artist:  Holy Ten
Year: 2021
Viewed: 44 - Published at: a year ago

Usazvituma kunozvitutumadza
Usazvituma kuzo zvi ay!

Pangu ndapedza ndima
Eh ndasakura ndima
Eh handirare zvekudaro
Gumbeze ine kamwe kakudzinga
Gumbeze ine kamwe kakudzinga time
Look at these people saying they love me
Apa vano dissa tarenda
Pane vano dissa tarenda

Ngatisa tambe nepana pakirawa, hama
Dai muchigara kwamau zvamawa, hama
Awanda macowards
Rasta people are fake
I might end up ndakutamba naTawaz
I might end up ndakushanda paCar wash
Life can change
Kana uchida kuona magoons angu kwaakabva
Endai kuZengeza
Kana muchida kufona kwandakambo shanda
Hazvina kumbo shata
But ndini ndichaidaira phone and I'll tell you "wangu ndakumbo cutta"
Pangu ndapedza ndima
Eh ndakasakura ndima
Eh handirare zvekudaro
Gumbeze ine kamwе kakudzinga
Gumbeze ine kamwе kakudzinga time
Look at these people saying they love me
Apa vano dissa tarenda
Pane vano dissa tarenda

Vanhu vanonetsa chamhamha
Phone yangu haizorore
Mai ndaswera ndakabata nhare mukoma wangu handizorore
Kind ndeya mukudzei junior saizvezvi ndakumbo ganza
Hazvidi kuzoita baba vasina plan apa une mhanza
Ndoswera panze ndochena pasi
Kana zvikashanda ka ndotenda Mwari
Ndodzokera zasi
Wangu mutupo ndoyera mhanzi
Changu chisvuwo kufonera Tammy
Pakati pousiku, totaura zvousiku
Kurebesa Nyaya
Tsamba dzomudzimu

Zvakadai zvinozobvunzwa muchurch
Iwe unobvuma here
Uno concluder here kuti chero uka, chero uka dei
Musaswere muchitaura chirungu
Mamusina hope ndobva maradzika hunu
Musadaidza madhara ezvidumbu
Vangazo...
Vangazo sizer vasirivo
Vachango svika
Vadakuto tanga kuti vambinge
Vakudakuto todhakwa patsime

Dzangu ndapedza, ndima
Eh ndakasakura ndima
Eh handirare zvekudaro
Gumbeze ine kamwe kakudzinga
Gumbeze ine kamwe kakudzinga time
Look at these people saying they love me
Apa vano dissa tarenda

( Holy Ten )
www.ChordsAZ.com

TAGS :