Song: Ndoda Shona Hymn
Artist:  C'oolwe
Year: 2021
Viewed: 32 - Published at: a year ago

Verse:
Munoziva kusasimba kwangu
Ndotya kurasika
Asi imi murisimba rangu
Munondipa simba

Chorus:
Ndoda, ndoda
Ndoda Mwari muyamuri
Muri wangu
Ndakatengwa neropa raIshe
Ndavawenyu chose

Ndoda, ndoda
Ndoda Mwari muyamuri
Muri wangu
Ndakatengwa neropa raIshe
Ndavawenyu chose

Ndoda, ndoda
Ndoda Mwari muyamuri
Muri wangu
Ndakatengwa neropa raIshe
Ndavawenyu chose
Ini ndavawenyu chose
Ini ndavawenyu chose

( C'oolwe )
www.ChordsAZ.com

TAGS :