Artist: Freeman HKD
Lyrics of Artist: Freeman HKD
  1. [Lyric] Sauro dedication (Freeman HKD)

    ▪︎PRE-CHORUS▪︎ Sauro Sauro utirangarire Sauro Sauro nyika yese yakasuwa nekuda kwako Sauro ●CHORUS● Ndanyora misodzi pamatama tichisvimhaa. Ufambe mushe Sauro Dai wakationeka pamwe zvaizova nani Ufambe zvakanaka sauro Achatimbira ndiani Zvinhu zvacho zvazvadai""""""""" Tirikunyepera kuSmaila asi hatisi Right ●1st VERSE● Dai zvaita wadzoka ...Learn More
    miscFreeman HKD