Song: Sauro dedication
Artist:  Freeman HKD
Year: 2021
Viewed: 51 - Published at: 3 years ago

▪︎PRE-CHORUS▪︎
Sauro Sauro utirangarire Sauro
Sauro nyika yese yakasuwa nekuda kwako Sauro


●CHORUS●
Ndanyora misodzi pamatama tichisvimhaa. Ufambe mushe Sauro
Dai wakationeka pamwe zvaizova nani
Ufambe zvakanaka sauro
Achatimbira ndiani
Zvinhu zvacho zvazvadai"""""""""
Tirikunyepera kuSmaila asi hatisi Right


●1st VERSE●
Dai zvaita wadzoka kubasa rawakasira paRoad
Maybe takuona kabodzi
Conquering family inemisodzi
Rufu paFair urimhondi
Tingadii tose tawirwa neNjodzi
Tongozvi Accepta hatina Choice
Chinhu chatangosara nacho ii Voice
Nengoma dzamakaimba Mhofu
Dai hupenyu hwaitengwa taitenga hwa Soul
YaShacker Industry big Loss
Rufu hauna tisvikewo hauna sorry
(Ndachema zvanguuu)

●CHORUS●
"""""""""""""""""""
"""""""""""""""""""
"""""""""""""""""""


●2ND VERSE●
Nekuda kwako rufu watishotesa
Nemisodzi pamatama tatotesa
Aiva achirimudiki warwadzisa
Tomuwana kupi mumwe anenge ngwendeza.
Vadikani vepamoyo wavaendesa
Panotaurwa nezvako tinozeza
Zvatinenge takaronga unoponjesa
Watisiya takaneta watinetesa


●Back to chorus●


●END●

( Freeman HKD )
www.ChordsAZ.com

TAGS :